Kishore Kumar Hits

Kikky Badass - One One текст песни

Исполнитель: Kikky Badass

альбом: One One

Vanonditi Kikky,
Kutasva ngoma semurikiriki (Yo Cymplex wagwan, ayo Marcus)
Une kamwe ka fast ikako ndiko kanokuita last
Chibata chest,
Udzikamise hana usabate muwaist,
Nanhasi newe handina trust unofoira test
Hauidi kudzikama
Kuita senge pane ari kukukama
Asi pane akukama?
Urimunhu wekuziva wemudanga wehukama
Usade kutsvaga munyama ndangoti pakurarama
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Ita mbijana mbijana uri munhu one
Mbijana mbijana ndokuti unzi une plan
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Aiwa kani ita zvinhu zvako one one
Ita mbijana mbijana uri munhu one
Mbijana mbijana ndokuti unzi une plan
Uda kudya, uda kumama,
Wagara uda ku mira, wamira uda kurara, wakugara wakamira
Urivangani?
Izvezvi wakutora wambosiya wani
Une hunhu wekusanganisa sanganisa tsveee
Kupedzisa tsveeee senge pane yati nzveeeeee
Wasiya yawatanga, yawatanga uchasiya
Manje takuzokumamisa
Ehe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель