Oskid, zeb dzikira Mugaringiro reupenyu Iwe chingogadzira yako mhenyu Show them you can do what nobody can do Hapana chitsva pakutsvaga saka go and do (Oskid production) Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise asvotwa Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise chashota (zep dzikira) Be a Mr Fix things get things done Laziness is something We don count on Who see mi beg yo if l no pardon Silly if you don think me is your carbon Usave wekutaimira mikana Chingogara wangovaka wega door Kana wekutaimira minana Pamwe urikutosara you never know Mugaringiro rehupenyu Iwe chingogadzira yako mhenyu Show them you can do what nobody can do Hapana chitsva pakutsvaga saka go and do (huya kuno) Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise asvotwa Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise chashota Angava ari ma battery akafa Kana firiji yakafa hatingokaniki Munhu chete Tirima essential ngwavha chero scrap totsvaga Hatingoshandiri change chete Tosota sota kuti tizofambewo nemota Hatirare kana yakashota Zuva richibuda tatotota Mugaringiro rehupenyu Iwe chingogadzira yako mhenyu Show them you can do what nobody can do Hapana chitsva pakutsvaga saka go and do Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise asvotwa Wangu chingosota, sota, sota Wangu chingosota Pedzera masports pakusota, sota, sota Usatarise chashota