Kishore Kumar Hits

Nicky Genius - Hupenyu текст песни

Исполнитель: Nicky Genius

альбом: Ndokutendai Nei


Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Wakatanga kundida ndichiri rombe
Hama dzako dzaisada kuti ndikuone
Wakandipa mwenje ndisingaone
Wakandipa mari ndakanotenga chifoni
Asi wakandiramba iwe
Wakapika wakati handina chandinobata, "Unofa uri rombe iwe"
Zvakandigara muchipfuva, chekuita panga pasina, wanga wazvironga iwe
Ndakambozama kumirira, kuringa zuva, ndichiti uchadzoka iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Ishe vakapindira, handichararama nezvekukumbira (kumbira)
Hupenyu hwandaishuwira tiri pamwe, ndiwo hwandakutetena (tetena)
It's not about how it starts, it's about how we finish
Don't let life chose your path, unoswera une ma-feelings
Wakundipindira munánga uchindisota, budiriro yangu yakukusvota
Tanga tine donzo tiri kurota, asi seri kwechikomo wakazopota
Shuwiro yangu newe
Ndaida kuti tichembedzane tive mbabvu imwe
Uchindiudza manyepo asi tichironga pamwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziya kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Wakatanga kundida ndichiri rombe
Hama dzako dzaisada kuti ndikuone
Wakandipa mwenje ndisingaone
Wakandipa mari ndakanotenga chifoni
Asi wakandiramba iwe
Wakapika wakati handina chandinobata, "Unofa uri rombe iwe"
Zvakandigara muchipfuva, chekuita panga pasina, wanga wazvironga iwe
Ndakambozama kumirira, kuringa zuva, ndichiti uchadzoka iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe
Hupenyu hunochinja iwe
Ziva kwawabva, kwaunoenda husiku
Mangwana unozodemba iwe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель