Kishore Kumar Hits

Nicky Genius - Mwana Ndamuda текст песни

Исполнитель: Nicky Genius

альбом: Ndokutendai Nei


Ahee mama eh, mwana ndamuda
(Wayne Beats made it)

Ahee mama eh, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Mwoyo wangu uri paari, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Ndatenda Soko mune rudo
Makandipa moyo nemeso, handichaone yeiye
Kungokufunga ndomerera, chimwana iwe
Kungondibata ndodedera, chimwana iwe
Mari yerusambo (ndobvisa)
Mafukidza dumbu (ndobvisa)
Matekenya ndebvu (ndobvisa)
Makandinzwa naani (ndobvisa)
Varikupi Tete? (Ndobvisa)
Ndodawo vandiziye (ndobvisa)
Kuitira kana ndobvunzwa (ndobvisa)
Ahee mama eh, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Mwoyo wangu uri paari, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Zvirinane ndisare ndisina mari, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Hona kunaka ingirozi, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, eh)

Irwo rudo rwenyu kudya namambo
Ndapota musandiramwira, ndingashaiwa zano
Ndiri murume ane shanje, dzobaya panhongonya
Rudo runondipa kudaro, musazondipa rushoma
Kuchengera rudo, uchangoona nekunetsa
Kushusha rudo, uchangoona nekunetsa
Handikuvanze Soko, uchangoona nekunetsa
Ndimi mega Soko, muchangoona nekunetsa
Ahee mama eh, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Mwoyo wangu uri paari, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Zvirinane ndisare ndisina mari, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Hona kunaka ingirozi, mwana ndamuda
(Ahee mama, eh, mwana ndamuda)
Ndatenda Soko mune rudo
Makandipa moyo nemeso, handichaone yeiye
Kungokufunga ndomerera, chimwana iwe
Kungondibata ndodedera, chimwana iwe
Mari yerusambo (ndobvisa)
Mafukidza dumbu (ndobvisa)
Matekenya ndebvu (ndobvisa)
Makandinzwa naani (ndobvisa)
Varikupi Tete? (Ndobvisa)
Ndodawo vandiziye (ndobvisa)
Kuitira kana ndobvunzwa (ndobvisa)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель