Usati waku believa grind rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Pastage ndadonhedza sweat wangu Saka usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu I look down on bhutsu dzangu Neboys rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu JT boys ndoboys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Three years ndiri mugame Im better than vanhu vari twice my age mdara Ndozviita kunge zviri easy Like im doing ma A nema B nema C mdara Boys they smile in your face Pafair they really tryna bang your chick mdara Saka iwe ukutaura kuti chii Saka iwe ukugaya kuti chii Kugaya you flier than me Check pa flyer its me JT mhiri kwe sea Act all tough Ana boys vanopinda muden mako vasina makey So if you know wagara une munyama Better usatsvage mabeef Tsvaga marii Planning a tour in Zim H Blues Sanyati mdara Ndine satchel ndikutsvaga bag Kana usina bag uri bharanzi mdara Last year ndandiri bho then i got better Now im better than bho mdara Everybody looking for me me andisi free I aint got time mdara Usati waku believa grind rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Pastage ndadonhedza sweat wangu Saka usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu I look down on bhutsu dzangu Neboys rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu JT boys ndoboys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Trap Trap ndiri mu gym Work out ndiri mu jean Phone off ikuita ring Thats why ndine hobho ma sim Plus ndine hobho malink Machain ndakuda eZinc One mfana akuvharisa Zim Eeeey Ukuona chii I move forward chete kwete back Ndakuda bag rinozadza bag I want it all zvese kwete less Chances they come and go kunge magetsi So i'll be quick quick kunge magetsi Gone is my old self nema days Madays andairidza beat pama desk Trap Trap ndiri mu gym Work out ndiri mu jean Phone off ikuita ring Thats why ndine hobho ma sim Plus ndine hobho malink Machain ndakuda eZinc One mfana akuvharisa Zim Usati waku believa grind rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Wangu usandi killire vibe rangu Pastage ndadonhedza sweat wangu Saka usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu Wangu usashotese bag rangu I look down on bhutsu dzangu Neboys rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu Boiz rinocopa mamoves angu JT boys ndoboys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu Iwewe ahukwatise boys dzangu