Kishore Kumar Hits

Voltz JT - The Story of Modhe текст песни

Исполнитель: Voltz JT

альбом: The Story of Modhe


Voltz ukadiwa nevanhu kundipfura
Zvinoita kuti ndikusabotage
You see I was praying na modhe
I think it's 2 months back
Modhe pane zvaimunetsa
Modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic
Unogona kutongodiwa same time ndichidiwa
Game ndere munhu wese modhe
I know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika
You don't need to be selfish, tese hatina mari wani
I know you don't feel special coz neni ndozvigona
Zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri
Modhe akapinda mu game time yacho aipisa
Coz he was representing girl child plus angaari a good guy
No one knew kuti he's fake
Modhe said haachatuke vanhu and he's grown up now
But now modhe is back
Now back to his whole selfhaumbovige zvauri
Modhe type inonyepa telling people haurove ma drugs apa ziso I red
Ko kutuka vakadzi, do you see mkadzi ndi mai wakatuka amai
Hauzi new kuti modhe anopanduka coz akatuka mukoma
Just after vamupinza mugame mkoma vakazomu cutter off cut them off
Modhe approached me, hanzi let's drain forces
Ngatisaite zve beef coz takambonetsana kare
Dai wachinja ma goal post ini I don't blame modhe
But I doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro
Akarova school fees achitenga two keys ini I don't blame modhe
But I doubt pamafungiro coz modhe akatiza ku chikoro
Akarova school fees achitenga two keys
Hmmm painful

S-s-s-s-s-salsa Records

You see I was praying na modhe
I think it's 2 months back
Modhe pane zvaimunetsa
Modhe arwara ne pressure but fear zvese ne panic
Unogona kutongodiwa same time ndichidiwa
Game ndere munhu wese modhe
I know uda kupisa uri one but hakuna kwatosvika
You don't need to be selfish, tese hatina mari wani
I know you don't feel special coz neni ndozvigona
Zvese zvaunoita after all wakadzidza kwandiri

Jax on the track

Jax on the track

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители