Kishore Kumar Hits

Voltz JT - Uri Wangu текст песни

Исполнитель: Voltz JT

альбом: Life Of Muvhimi


Ay JT, JT ane ma one
Kaliente, Dobba Don
Yeah, focusing on people that be focusing on you ndiyo plan
If you choose me, I'ma choose you
JT ane ma-one, JT ane ma-plan, JT ane ma-one 'cause, ay
Ukadaira call yangu ndiri pa-tight, uri wangu
Ukandikweretesa tuma-bucks, uri wangu
Kana ukandionesa sichaz yandinenge ndisina kuonera
Then automatically wawangu
Daira call yangu ndiri pa-tight, uri wangu
Imbondikweretesa tuma-bucks shaa, uri wangu
Kana ukazo-tipper baby wangu kuti mfanha anoswera achikufunga
Then thanks uriwangu
Focusing on people that be focusing on you ndiyo plan
If you choose me, I'ma choose you
Please use Spotify kana Youtube, uri wangu, I beg dzima Bluetooth
'Cause what we need is basic finances for the day
Kufamba ne at least one bhuru for emergencies
Ku-cover tuma-damages
Ever seen a situation worsening
Just because iwewe uri broke, hausi mbinga? It's painful
Kuchemera mababy, ukamapihwa uchamapei
Mukazofa mese nenzara zvinobetserei?
Munenge muchifamba nei?
Dzenge dziri nyaya dzei dzinotaurwa nevanhu vasina plan?
Ngatipinzane muma-rounds e-bag, uri wangu
I wish to afford everything that I wish
So please, usapote uchinditambidza tu-fish
Uchitadza kungondidzidzisawo kuraura fish, uri wangu
Imbondikweretesa tuma bucks sha, uri wangu
Kana ukandionaesa sichaz yandinenge ndisina kuonera
Then automatically wawangu
Uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu
Iwe wedzerawo kana ndakumbirawo wangu
Uri wangu, uri wangu, uri wangu, uri wangu iwe sahwira wangu
Chi-baby-wo changu, tasangana nditori mudendere
Wakadhakwa uchimwa Dendairy
Tiri kutenderera tiri mujenjere
Rega ndikuudze kuti usatinyepere
Zvikanzi, "Ndeipi yako, urikuita chii?"
Ndikati, "Wangu ndirikutsvaga gauro, kuti ndimwe tea"
Avhunduka anzwa ah, ndiKapabantaquality
Well me tell 'em like, bente kapali bente
Huchi huchi, me say,huchi, kuchi
Ndane journey mhani, ende huchi
Handidi kukanganiswa nupinzwa mu-Court
Em' no chant, ane wake ndewake, ane wake ndewake
Musiye, amuti wake nekuti vanenge vasinga-mark
Kana pakamakwa vanotomakira ku-ticker, ticker
Kuti vanhu vasazorasika

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители