Kishore Kumar Hits

Voltz JT - Jamba MaNumber текст песни

Исполнитель: Voltz JT

альбом: Life Of Muvhimi


S-s-s-s-s Salsa Records

Unoona toita mazi-time tiri paroad
City to City, kudhara ndaifona padiki padiki
But mazuvano busy busy
Hanzi wakuganza manje (wakuganza)
Ndichiri zvandanga ndiri, except mazuvano manje
Ukaona vakubuditsa ma-speaker panze (speaker panze)
Then wakuziva takusvika manje (takusvika) takutanga manje (takutanga)
Tonotambirwa nevese vakamira panze
Imbozvizorodza mupfungwa, usafunge zvakawanda (usafunge zvakawanda)
Usaremedzwa hana
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number
Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviite sei (zviite sei)
Havabvunze zvakawanda
Vakanzwa JT achabatikira areas (areas)
Vanoziva vachambajamba ma-number
Okay, time yavaifanira kutimisa vakatadza (vakatadza)
Hapasisina mukana
Okay luck rinokuwana wane nguva uchiritsvaga (wane nguva uchiritsvaga)
Jesu ndaasasvike wakarara (Jesu ndaasasvike wakarara)
Saka ini handiterere potaurwa madhiri akadhakwa (akadhakwa)
Inwa asi usararadza
Unoona patanga chega chega chataigona inharo
Zvaramba tairamba kuti zvaramba, but izvezvi tabho (tabho)
Ndoverenga ma-comments from my people when I'm low (when I'm low)
Vachitaura kuti usavharwe manumber aya mabho
Weekend ichisvika tirikusangana kuShow
Ndova-tipper bhoo gen'a, zvese zvinoita bhoo
Imbozvizorodza mupfungwa, usafunge zvakawanda
Usaremedzwa hana
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number
Isusu tane vanhu vanomira nesu nyangwe zviite sei
Havabvunze zvakawanda
Vakanzwa JT achabatikira areas (areas)
Vanoziva vachambajamba ma-number (ey, ey, ey, ey)
Thank you, thank you, thank you
Ane ma-one, ane ma-plan
Ya, ya, ya
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number
Zvikanzi JT achabatikira areas (areas), then takujamba ma-number (jamba ma-number)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители