Kishore Kumar Hits

Mwenje Mathole - Baba na Amai. - The Piano Version. текст песни

Исполнитель: Mwenje Mathole

альбом: EP: SVINGOBHGWE.


Oh nguwe, nguwe, nguwe
Oh ndimi
Kure, seri, uko
Mhamha, ndiIshe vanoziva
Hondo yamakarwa baba, maitetereka
Kuti ndive munhu musvinu
Sehupfu kusadza (sadza)
Semvura inopisa yemusadza (sitshwala)
Haa, somoto kusadza (kusadza)
Mungasagovapo sei?
Ndimi baba namai vangu
Vandakapihwa naMwari
Hakuchina mumwe munhu
(Angatsiva nzvimbo yenyu mumoyo mangu)
Nguwe ubaba lomama wami
Nganiphiwa nguThixo
Akekho omuny'umuntu
(Ongathath' indawo yenu enhliziyweni yami)
Ko uyo ndiyani, anoti anokuda
Asingakwanisi kuva, mwana wevabereki vako
Hanzi vatorwa vabereki vomurume, vabereki vomukadzi
Haana nhoroondo yokurerwa, chero kwaakaberekwa
Mudiwa, murume, mukadzi kana mwana
Unowana mumwe
Asi baba namai havadyarwe kaviri sembesa (baba namai)
(Ubaba lomama)
Haa somoto kusadza (kusadza)
Mungasagovapo sei?
Ndimi baba namai vangu (hona ndimi, ndimi, ndimiwo)
Ndakapihwa naMwari (vandakapihwa naMwari baba)
Hakuchina mumwe munhu (hakuchina hakuchina)
Angatsiva nzvimbo yenyu mumoyo mangu (angatsiva)
(Nguwe) nguwe ubaba lomama wami (ho-o ubaba lomama wami)
Ngaliphiwa nguThiqo (ngaliphiwa nguwe)
Akekho omuny'umuntu (oh-o ngiyabonga Nkosi)
(Ongathath'indawo yenu enhliziyeni yam')
(Ndimi baba namai vangu
Ndakapihwa naMwari
Hakuchina mumwe munhu
Angatsiva nzvimbo yenyu mumoyo mangu)
Oh, oh, oh, oh, oh
Oh, oh, oh, oh, oh
Oh, oh, oh, oh, oh
Oh, oh, oh, oh, oh (baba namai vangu)
Sehupfu kusadza
Semvura inopisa yemusadza
Somoto kusadza

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

Roki

Исполнитель