Kishore Kumar Hits

Tanto Wavie - Mudhipisi текст песни

Исполнитель: Tanto Wavie

альбом: Sungura Museve


Alexander Music
Chibeat Chatanto
Tanto Wavie
Uri mudukuzve iwe
Tinokuregerera nekut Uri weduzve iwee
Asi siya kahunu kako kekudeepisa
Nekuti izuva one ratichazokukinditsa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Kuda kunzi anoziva
Vamwe vese vakadzima
Pavanhu anoda Kuda kunzi akapenga akanyanya uyu
Achatemba ega hatitambe naye
Musiyei ari kwake ega achipengereka
Energy yake inoperera mukungotaura
Kuzviita ari busy andodhura
Kutodada kuita seanotsenga mvura
Vanhu vakadai nguva yehondo ndovaigurwa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Mupfungwa dzake anongofunga zvakashata
Tiri pakufara iye anongogaya zvakashata
Anoda sando apedza kudhipisa hanzi mukoma Tanto dai mandisimbisa
Kuda kuisa madoubts
Kuda kuvhiringa round
Kuda kunditenderedza mumusoro kuzama kuvhiringa sound
Unomuona achilinka nevakakumaka
Mudhipisi uyu haana basa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Mudhipisi Mudhipisi Mudhipisii
Pangoitika kanyaya anoda kudhipisa
Haana kwake uyu haumbomunzwisisa
Iwe tanto usaise gitare rako pose pose

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель