Kishore Kumar Hits

Tanto Wavie - Unoona текст песни

Исполнитель: Tanto Wavie

альбом: Unoona


Anokuda haafe aku shauda
Haafe aku dhauta
Zwekuti iwe wega unoona
Zwekuti iwe wega unoona
Haa kunyengwe paano tauraa
Mashoko ake anokusimudza
Zwekuti iwe wega unoona
Zwekuti iwe wega unoona
Hazvidi kufungisisa
Paunodiwa unopawona wega
Maitiro ake anokuudza wega
Kuti ndiye wangu chaiye chaiye
Anokubata zvakanaka
And anokuisa nzvimbo yakanaka
Kana wakurasika anokudzora
Paunosuwa anoita akufadze iwewe
Haafe akushauda
And haafe akurasisa
Pazvino woma unotomuzembera
Paunisvimha misidzo anokupukuta
Terera haafe akurasisa (tereraaa)
Munhu iyeye anokusimbisa (simbisa)
Pavanokugaira hora anoku liner (liner)
Pavanoku kandira rufu anoku ponesa
Anokuda haafe aku shauda
Haafe aku dhauta
Zwekuti iwe wega unoona
Haa kunyengwe paano tauraa
Mashoko ake anokusimudza
Zwekuti iwe wega unoona
Zwekuti iwe wega unoona
Kunyengwe usina makumbo iwe murudo anomira newe
Anokupa love isina maguumo
Anomura ndewe kunyangwe mundewe
Akakushaya dzinotadza kaa dzinotadza kuuya
Hope dzichimushungurudza ka mufunga
Asi anouya kwauri achitit mudiwa ndokuda
Ndinokuda kusvika muhuruva
Anokudaaa, haafe akaenda kune mumwe kaa mumwe munhu
Anokudaa, haafe akaita ma secrets
Anokudaaa haafee akaita zvinhu nemumwe munhu
Anokudaaa haaafe aka keeper distance
Anokuda haafe aku shauda
Haafe aku dhauta
Zwekuti iwe wega unoona
Zwekuti iwe wega unoona
Haa kunyengwe paano tauraa
Mashoko ake anokusimudza
Zwekuti iwe wega unoona
Zwekuti iwe wega unoona

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель