Kishore Kumar Hits

Tanto Wavie - Bhema текст песни

Исполнитель: Tanto Wavie

альбом: Bhema


ChiBeat ChaTanto
Parkai apa vakomana parkai apa
Mumota menyu manga muchipfungaira
Pama muchibva necheuko imi
Ndati mirai apa
Mota yenyu misai apa
Ndipei maKey
Mabhema muziiii
Bhema manga muchi bhema vakomana manga muchibhema
Handina kubhema vapurisa
Bhema nyarara zvako iwe wanga uchibhema
Handina kubhema vamupurisa
Handina kubhema handina kubhema
Makanganisa kunzwa boss
Hutsi hurikubva kuExhaust
Iwe ndirikunzwa hwema ndirikunzwa hwema
Kasi mamborova 2 maShots ndosaka murikuwanza maThoughts
Unopenga uyu anorwara uyu anofunga tinopenga
Chinyi ichi chinyi ichi
Muisei njema mukati woenda iwe uchanozvireva
Uchanokutaura idzi mbanje kwawanodzitema
Bhema manga muchi bhema vakomana manga muchibhema
Handina kubhema vapurisa
Bhema nyarara zvako iwe wanga uchibhema
Handina kubhema vamupurisa
Mbanje handina
Kubhema handina
Why why mukuda kunditsoma
Mukuda kundiproner
Murimapurisa ndirikuzviona
Asi imi mavakutonditsoma
Right! Mbanje ndanga ndabhema kadiki muri maBoss ndiri mupfanha
Asi inga wani iko kuJoza vanochibhema vana Khuli Chana
Kubata isu vanobhema vanemhosva kunze uko muchikundikana
Haa imi musandimise kubhema hana yangu ingatoshushikana
Bhema manga muchi bhema vakomana manga muchibhema
Handina kubhema vapurisa
Bhema nyarara zvako iwe wanga uchibhema
Handina kubhema vamupurisa

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель