Kishore Kumar Hits

Winky D - Ndini Ndakatanga текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: PaKitchen


I'm di Ninja President (Ninja President), copy dat (copy dat)
Mani, mani, mani ma-Ninja
Chinhu nechinhu mukurarama ziva pane pachinotangira
Ini zvangu Bigman ndechimoko changu chandakanyangira
Ndaizvibigger maningi ndichitoti pandiri chakatohakira
Nhasi uno ane meso meso asi baby uri umwe rangarira
Kuti inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Mumoyo unozviziva vakomana vese vaingokuchiva, asi
Inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Vakomana vaikwata (kwata) ndakasvika Bigman ndakabata (bata, ma-Ninja)
Ndakakajuma kamoko tichaenda kuchikoro
Kaindiziva ndichiita zvekuridza mangoma pahoro
Ndakakaona kachifamba kega mumwe musi zvinyoro nyoro
Ndikati, "Ndeip baby, ndini Bigman, iwe unonzani?"
Kasati kandipindura ndakabva ndakabvunza, "Uri form ani?"
Kakabva kanditarisa mumaziso zvine chokwadi
Pandakaona tsoro dzangu dzakudaira
PachiNinja ndakaramba ndichifaira
Ndikati, "Baby ndipe number ndozodialler"
Zvikanzi, "Fona husiku ndinokudaira"
Ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Mumoyo unozviziva vakomana vese vaingokuchiva, asi
Inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Vakomana vaikwata (kwata) ndakasvika Bigman ndakabata (bata)
Ndakadanana naye mwana achakavimbika
Achayevedza kutarisa segungwa repaSouth Africa
Ndaizvirova dundundu vedzimotokari vasati vasvika
Paakadya window akabva aenda nenyika
Haana kuzoita nguva yekutsenga akabva amhanyira kumedza
Kana parukesheni ma-Ninja haachamuremekedza
Mhando nemhando dzemota dzomutsveta mangwanani kwoedza
Saka baby ndini ndakapenga nekuti chakatanga ndochakachenjedza
Saka inini, ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Mumoyo unozviziva vakomana vese vaingokuchiva, asi
Inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Vakomana vaikwata (kwata) ndakasvika Bigman ndakabata (bata, ma-Ninja)
Chinhu nechinhu mukurarama ziva pane pachinotangira
Ini zvangu Bigman ndechimoko changu chandakanyangira
Ndaizvi-bigger maningi ndichitoti pandiri chakatohakira
Nhasi uno kane meso meso, asi baby uri mumwe rangarira
Kuti inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Mumoyo unozviziva vakomana vese vaingokuchiva, asi
Inini ndini ndakatanga ini, baby ndati ndini ndakatanga ini
Vakomana vaikwata (kwata) ndakasvika Bigman ndakabata (bata, ma-Ninja)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель