Kishore Kumar Hits

Winky D - First Sight текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: PaKitchen


Maninja! Layan musoja! Yah Jeepers, be happy nema sisters!
Kakati handisiye, handisiye
Kuti ndakaitirei handizive
Kakati handisiye, handisiye
Bang!
Yakaita love pafirst sight
Ndobva kati ninja ava vari right
Kakandipa rudo pafirst night
Uchifunga ndiri kunyepa hona love bite
Kakatanga nekundiruma pahuro, (pahuro) pahuro, (pahuro)
Mushure mekunge taita hurukuro
Koruma pahuro, (pahuro) pahuro (pahuro) mazino chipinza kunge chirauro
Ndobva ndati bhebhi iwe ndiwe wega nyange vakakunyomba handife ndakurega
Usambonetseka nyange ndikaenda 'cause l will be back saSchwarzenegger
Huya uende kupicnic neni, wobva wati kuna the Bigman 'daddy'
Hakuna kana mumwe 1 akaita kunge ini
Kana iri mhaka officer isai chain
Yakaita love pafirst sight ndobva kati ninja ava vari right
Kakandipa rudo pafirst night
Uchifunga ndiri kunyepa hona love bite
Kakatanga nekundiruma pahuro (pahuro), pahuro (pahuro) mushure mekunge taita hurukuro
Koruma pahuro (pahuro), pahuro (pahuro), mazino achipinza kunge chirauro
Love yaibva chop chop seyadirwa soda
Ndiye one chete munhu wandinoda
Unozviziva kut handisati ndamborobber, ukangoiswa dollar sign ndipo pandinoba
Ndinoda kuva newe kusvika pandinofa, pari parunako ndiwe 1 so far
Rega ndiimbe kambo: do re mi fa
Ini ndiri Adam uri Ever
Kakati handisiye handisiye, kuti ndakaitirei handiziye
Kakati handisiye handisiye
Yakaita love pafirst sight
Ndobva kati ninja ava vari right
Kakandipa rudo pafirst night
Uchifunga ndiri kunyepa hona love bite
Kakatanga nekundiruma pahuro, (pahuro) pahuro, (pahuro)
Mushure mekunge taita hurukuro
Koruma pahuro, (pahuro) pahuro (pahuro) mazino chipinza kunge chirauro
Ndobva ndati bhebhi iwe ndiwe wega nyange vakakunyomba handife ndakurega
Usambonetseka nyange ndikaenda 'cause l will be back saSchwarzenegger
Huya uende kupicnic neni, wobva wati kuna the Bigman 'daddy'
Hakuna kana mumwe 1 akaita kunge ini
Kana iri mhaka officer isai chain
Yakaita love pafirst sight
Ndobva kati ninja ava vari right
Kakandipa rudo pafirst night
Uchifunga ndiri kunyepa hona love bite
Kakatanga nekundiruma pahuro, (pahuro) pahuro, (pahuro)
Mushure mekunge taita hurukuro
Koruma pahuro, (pahuro) pahuro (pahuro) mazino chipinza kunge chirauro
Lion musoja
Bang!

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель