Kishore Kumar Hits

Winky D - Type Yezvimoko текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: PaKitchen


Emiase (zvimoko)
Staira yacho pazvimoko (at ninja president)
Patani yacho pazvimoko
Bi-bi- big man
Good yako, haisi good yangu
Good yangu haisi good yako
Saka chindisiya ne chimoko changu
Ini ndinokusiya une chako
Munhu ne munhu anetype yake pazvimoko
Ane type yake pazvimoko
Twangu inini twese tunoda bhachi ne jean
Saka iwewe, ndeipi type yako pazvimoko? Ndeipi type yako pazvimoko?
Unoda masenior here, kana itoto turiko tuzere?
Chinoenda chichidzoka ndecha Rocky
ChaKing Shady hachidye Romi
ChaMaskiri chishuga mami
Saka ndinobvunza Sniper une vangani? (forty thousand)
Dhafukorera ipa Stunner
Zva ExQ zvimoko zvimasalala
Pane zvimwe zvinokara mabanana
Ndatoona ndezva Joseph Garakara
Uri chimoko chakawandirwa ne mari, bata Nox munoita shamwari
Mukangovhiringana chinonyepa kumapepa kuti chaikupa yese salary
Zvimoko zvinokika nekarati ndezvaDhino
Zvinokurova kana fight pamhino
Zvinokudyisa fish nyangwe kumaporofita
Ndaifunga kuti zviri nyika dzino
Saka munhu wese anetype yake pazvimoko
Ane type yake pazvimoko
Twangu inini twese tunoda bhachi ne jean
Saka iwewe ndeipi type yako pazvimoko?
Ndeipi type yako pazvimoko?
Unoda masenior here, kana itoto turiko tuzere
Zvimoko zvidanger ndezva Nasti
Koita zvime zvinoda huku mukati
Zvokundikatyamadza ndikati "What?"
Ndakazvisiya pandakapinda musmart
Zvimoko zvisingade wanga ndezvaTanga
Zvisingaterere zvinhu zvemangamanga
Zvinoda mari chete, vakawanda vane mari
Munogona kuzvishare semudzanga
Koita zvine musodzi kumeso
Zvakadaro itype yaMacheso
Ndiye ega anogona kuzvibhabhadzira
Zvonyarara fanika papfura Jeso
Koita tumwe tunoda mabrother
NdetwaMunya ndiye big brother
Saka munhu wese ane type yake
Hapana guy uye, hapana tsaga
Munhu ne munhu anetype yake pazvimoko
Ane type yake pazvimoko
Twangu inini twese tunoda bhachi ne jean
Saka iwewe ndeipi type yako pazvimoko?
Ndeipi type yako pazvimoko?
Unoda masenior here kana itoto turiko tuzere
Good yako haisi good yangu
Good yangu haisi good yako
Saka chindisiya ne chimoko changu
Ini ndinokusiya une chako
Big man

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель