Kishore Kumar Hits

Winky D - Mabhazuka текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: PaKitchen


Now you hear that, Big Man
Avigilance Music, babe
Ohh yeyeyeye, babe iwee
Maninja, ohh
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka (mabhazuka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge Dhabuka
Rudo rwako rwandidzora muhujaya (jaya)
Nguva nenguva ndinongogaya (ndinongogaya)
Ndaimboti mudzimai haaite mumwe chete
SaAmai, haiwa dzaiva nyaya
Kusimbisana kwevaishaya (shaya)
Pfumo nerudo rwazondibaya (baya)
Babe ini newe takasikirwa kugara tese
Ngadzisapera dziri nyaya
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka (bhazuka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhajuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka)
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge Dhabuka
Usamboteerera makuhwa (makuhwa)
Kubva kuna Ishe ndakakupuhwa (ndakakupuhwa)
Babe ini newe ngatingove chinhu chimwe chete
Dzamara tipinde muguva
Ava vanoda kuti tivengane (vengane)
Vanofarira kuti tinenetsane (netsane)
Asi babe rudo rwedu urwu rwabve zera
Hakuna kana zvombo zvinoita kuti tipesane
Nyangwe vakauya vainemabhazuka (bhazuka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhajuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge Dhabuka
Rudo rwako rwandidzora muhujaya
Nguva nenguva ndinongogaya
Ndaimboti mudzimai haaite mumwe chete
SaAmai, haiwa dzaiva nyaya
Kusimbisana kwevaishaya (shaya)
Pfuma nerudo rwazondibaya (baya)
Babe ini newe takasikirwa kugara tese
Ngadzisapera dziri nyaya
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka (bhazuka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (Jamuka)
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge Dhabuka
Nyangwe vakauya vaine mabhazuka (bhazuka)
Nyangwe mai vako vari Mama Azuka (Azuka)
Handikusiye ini handikusiye
Tichatochata vanodhakwa vachadhadhuka
Vakafambisa nhau saOscar Pambuka (Pambuka)
Hanzvadzi dzako nyangwe dzakajamuka (jamuka)
Handikusiye ini handikusiye
Ramangwana redu rakajeka kunge Dhabuka

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель