Kishore Kumar Hits

Winky D - Not Nice текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Gafa Life Kickstape

I'm not nice (Nako Music)
I'm not nice, gafa kusvika ndafa
Oskiiiidi
Eh ndipei kunoku chi riddim chinyowani chabva kuKe Nako
Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (gafa rapindira)
Rakuvaimbira (rakuvaimbira)
Inzwa maungira
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ngavatokaka, dzisimbe
Hona chingoma chacho zvachaita vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
Magafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya
Inzwa mapunch line, ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maclarks mumasendiraini
Aikona mhani! (I'm not nice)
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini (ngavatokakaka dzisimbe)
Ndakasiya zvemabeef saka aikona kunondi tsvaga kuNyamachoma
Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi customer
Pachigaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man ati ndamuShona
Kunge teacher varikumaka Shona, vonditi wagona (wagona)
Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKe Nako
Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako
Gafa rapindira (gafa rapindira)
Rakuvaimbira (Rakuvaimbira)
Inzwa maungira
I'm not nice
Ndini ndaita kuti dance ribude hutsi kunge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ngavatokaka dzisimbe
Hona chingoma chacho zvachaita, vanhu vomhanya waya
Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah
Magafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflyer
Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya
Inzwa mapunch line
Ngoma dzangu dzinoova dhaka kunge punch wine
Dziri kutambiswa maclarks mumasendiraini
Aikona mhani!
Ndini ndaiti kuti dance ribude hutsi senge hot rice
Ndini ndafadza mazera ese voti gafa iri haisi right
Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite
Ndini, ndini, ndini, ndini ngavatokakaka dzisimbe

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель