Kishore Kumar Hits

Winky D - Ngoma Futi текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Gafa Life Kickstape

Ah Igwe (Dancehall Igwe)
Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
Dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
Menge makurarisa dance
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aihwa dzorai dance pamakariwana
Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) hapachada ngoma juti
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) ndakutora mboma mubhuti
Menge mochema dance renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance
Uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans
Menge makurarisa dance
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa (aiwa) dzorai dance pamakariwana
Aiwa (aiwa) manje ini ndori kicker nema shanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) hapachada ngoma juti
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) ndakutora mboma mubhuti
Saka ndakubhiga vese vari kukavira ngoma mberi ngoma dziende kuseri (ngoma futi)
Plus zvenhando usateerere bika zvemhando vateerere (ngoma futi)
Kana mabika imi ngoma ndorova
Dzika zvimba ndipe mvura shoma ndotova
Ndoda kudzirova neche apa pa pa pa pakati pemusoro kunge nhova
Ndobva ndadzidzorera padzaimbova
Inzwa ka mudance mese yangova Biggie Biggie Biggie
Kumu disser hazviseenze hazvina basa kunge rovha
Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi)
Dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa
Menge makurarisa dance
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa (aiwa) dzorai dance pamakariwana
Ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti
Menge mochema dance renge rafa zvino ramuka seMwanakoma
Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana
Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana
Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenhaka vakomana
Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance
Uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans
Menge makurarisa dance
Zvino ndakuita kuti rimuke
Musade kusaiza mafans
Zvinoita ropa ritsvuke
Vati aiwa (aiwa) dzorai dance pamakariwana
Aiwa (aiwa) manje ini ndori kicker nema shanana
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) hapachada ngoma juti
Ndakurova ngoma futi (ngoma) ngoma futi (ngoma) ndakutora mboma mubhuti
Gaffa kusvika ndafa
Oskid (Kinako Musik)
Vanogona vauuya
Da da dancehall, Igweee
Vakationa taka leza pakona
Vanoti hatina zvatinogona
Kuma ghetto youth mikana ishoma
Hakuna ghetto youth risina zvarino gona
Saka Shinso (Gafa) ndopa mhiko (hear me now)
Kuzama paGhetto but hakuna iripo

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель