Kishore Kumar Hits

Winky D - Dona текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Gombwe: Chiextra


Ndomabhebhi emudziva aya
Oskid ndinomaziva aya
Chi-Extra
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Baby
Tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here, ndimi vana manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha guvhu
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Aha aha, smart yako haisi yekusikiza
Vasina homwe dzakasimba vanotiza
Wakarova mucheno wembikiza
Vaya vemari dzakareba unovayitisa
Ndiwo mabhebhi asingade tsvina
Asingadi kumbunyikidzwa, Sarafina
Asiri mbombera kunge chitima
Kuti kavhure muromo tanga ne-Dinner
Une shavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Baby, tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here, ndimi vana manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha kuvhu
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Aha aha, ndichanokumbirira kumachembere (kuchembere)
Kuti vakutendere parutivi pangu uswedere
Ndega panyama zvingandiremere
Unemunyati ende pa-smart, murimadzisahwira evhati, ndichakutsvagira makwati
Une shavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Uneshavi redona (dona)
Kuchena unokugona (gona)
Baby, tarisa kana weave yacho
Havambogaya harizi rako
Mikono ikakuona busy yacho
Rakasimba CV rako
Muriko here, ndimi vana manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha kuvhu
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Muriko here, ndimi vana manjuzu?
Smart makaiziva muchangodonha kuvhu
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)
Kudziya kwacho kunga juzu (juzu)

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель