Kishore Kumar Hits

Winky D - Gombwe текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Gombwe: Chiextra

ChiExtra
ChiExtra
Hai, vatippe Oskid
Mangoma aya ndabva nawo nyikadzimu
Anga achitambwa navadzimu
Ndabva ndati ndimaunze pasi rino
Abva avachemedza samariro
Ndini Gombwe remangoma, Gafa rinobata matare engoma
Pandinodzorwa voti ndogona, ndini ndoita kuti vafare nengoma
Ngoma pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Varikuzama kundikopera, havazvikete ndinopoterwa
Hanzi chiGafa zvachinobhowera ndechekuti pangoma chinoomberwa
Ndaratidza unyanzvi, pakubata masuo handina kutanga nezuro
Ndavaoneswa kumakope vati zvinoita Gafa tozviita nesuwo
Vamwe vane machira, vamwe vane nguwo havakwanise kubata dare havana bvumo
Ini pandinoribata sechiGafa yava nguva yebasa hapana hurukuro
Ndini Gombwe remangoma, Gafa rinobata matare engoma
Pandinodzorwa voti ndogona, ndini ndoita kuti vafare nengoma
Ngoma pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Pakushava ngoma ndodzibata samare
Handisi shavi rakapoya matare
Ridza hosho ndingobudisa gitare
Bikai doro toita vanhu vafare
Ndava kuda kusvika saka isai maoko
Ndava kuda kusvika saka isai maoko
Kuna Musikavanhu takuteura
Ipai mwana usavi ngaasatemura
Makamubvisa mhepo makamuchenura
Ikozvino madzimbahwe omuyemura
Ndini Gombwe remangoma, Gafa rinobata matare engoma
Pandinodzorwa voti ndogona, ndini ndoita kuti vafare nengoma
Ngoma pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Ndini Gombwe remangoma, Gafa rinobata matare engoma
Pandinodzorwa voti ndogona, ndini ndoita kuti vafare nengoma
Ngoma pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena
Pandinodzitekenya-tekenya makwati opinda, zvino ndakutetena

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель