Kishore Kumar Hits

Winky D - Parliament текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Parliament


Gafa chete, chete chete
Gafa chete, chete chete
Gafa chete
Uhoyi
Vamwe vati ita chiindependent candidate
Mavotes unowana percentage 100
Hapachada zvemapato pakuda solo zheti
Vakomana musazononokera corigate
Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Zvebasa pavakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Point of order Mr Speaker, paghetto ndinokumbira kuti dai masvika
Hapamboda zvekutumira, huyai mega muzvionere maghetto youths aka sticker
Nekuti kufa kwema youths ndokufa kwenyika
Pachapagarwa nani ipapo muchinge madzika?
Handimbo widthdrawer statement rangu itai serious imika
Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Zvebasa pavakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Pagheto tateketera panematsutso vazhinji venenge marechera, dambudzo
Yasvika nguva zvino yokuti tiyambuke vakomana musazonetera zambuko
Tombomira kusimbisana pakuda shanduko,
Kana mati pasi ratsamwa ndauya nepfuko
Mava neayo vari pasi ndaisa zvanza ndakanda mutupo
Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Zvebasa pavakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Pakuda chigafa muparliament
Pa-pa-pa pakuda chigafa muparliament
Pakuda chi- chigafa muparliament, parliament
Hapachada mafunny apa pakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Zvebasa pavakuda chigafa muparliament
Ndipei mukana pakabooka ndonovhara vende
SaMoses ndinotungamira huyai tiende
Munosiya mandigadza muparliament
Ga-gafa chete, chete chete
Gafa chete, chete chete
Ga-gafa chete
Uhoyi!

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель