Kishore Kumar Hits

Winky D - Chitekete текст песни

Исполнитель: Winky D

альбом: Njema

Gafa zvekare, Oskid, Oskid
Kutorerwa moyo kuri easy so (hayii hayii)
Ini wangu moyo wakabiwa ndiri Grade Four
Tiri kuchikoro pa-Civics
Penge pakawanda ma-activity
Ndakabata maputi ne-Freezit
Tiri pa-Civics taizivikanwa nema-tricks
Happy, happy tichitamba chipisi
Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo"
Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Ndakakakwazisa, "Ndeipi yako?"
Iyi ndoSong yangu pamuchato
Ndakakabvunza, "Unoda upi musambo?"
Kakati, "Ndongoda kunzwa Mbuya Mlambo"
Ndabva ndazviona kuti ndekenyambo
Ndikakaudza nezveSimba and Jumbo
Kakabva katanga kubata kumeso kachinyara
Kakanditi, "Iwe usandidaro"
PaBreak time ndichakutengera chi-Candy cake
Ndodya pane flour iwewe wodya Candy chete
Ndakamuti, "Kamutambiro kako, ukakura wakafita kutamba muBand chete"
Waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo (iyoyo)"
Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Takasanganiswa kwapera makore gumi neshanu (shanu)
Takatarisana maziso, yakabva yarova hana yangu
Ndikati, "Babie nda-remember, tichiri vadiki, nda-remember
Babie nda-remember, ndakura ndava paCheecky ndazvitemba
Mupfungwa dzangu ndakagaya ndavaka musha
Hana yangu yakarova, bva ndatanga kutya
Rudo, kubva ndiri mudiki, rwaramba kufa
Nhasi handimbokusiya ndingaku-loser
Mwanasikana waitamba zvinobata moyo
Ndikati, "DJ changamuka, pakadai hapadi chinono
Dzokorora nziyo iyoyo"
Chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete
Kaitamba chitekete, chitekete, chitekete

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

ExQ

Исполнитель