Jah know! (Jah know!)
XY, XY, XYZ
(Why did you block my number?)
(Why did you block my number?)
DeMentor
(Why did you block my number?)
(Why did you block my number?)
Ndangoti XYZ
Rudo vaviri, uri hwani hapana zheti
Anozvigona ega ngaauye bet
Ndatenga calender ndirikusimbisa ma-date (ma-date)
Asi kana zvapera, zvapera
Usa-fighte chingozvinetera
Iko katsika kekuda ku-fixer wawasiyana naye murudo, kane kakuzvinyepera
Chenjera kuzvivhiringira life yako nekuda kubhowa ma-ex
Unenge uchapera mari nemabhanduru uchida kubhowa ma-ex
Ita move on (move on)
Bvunza why
Kuramba uri zii ndicho chi-guy
Ita move on (move on)
Bvunza why
Zvekufinhurana zvinozotipei nhai?
Better ubvunze ex, "Why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii?
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana mukana
Chisingaperi muhupenyu hapana
Saka, marambana hapadi kushanda ma-feelings
Tiripo ma-teacher erudo topa ma-teachings
Charambanisa vanhu, kanyaya ke-cheating
Rudo rwunoda kukuchidzirwa semoto mu-kitchen
Vachada zvekurovana, do boxing
Zvabaya moyo wangu ini, ju-u jekiseni
Murudo hamudi hu-captain, siya chi-captain
Unogona kuita stress, oita sad munhu
Oda kuti zvinzi ex ndiye bad munhu
Wava kushambadza zvamaiitirana muchadanana
Muchizvi-recorder mumabedroom
Saka iwewe, why did you block my number?
Ndakayedza kudzifonera dzichiramba
Ndaizviziva hatichatamba
Asi haunga-saver number dzangu kuti, "Plumber""
Better ubvunze ex, "Why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii?
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana mukana
Chisingaperi muhupenyu hapana
Chingomutiwo, "Ari sei munhu wako?"
Handina kutombokuvenga iwe zvako
Kudhara takaita mafight, but tava right
Ndakangokurambira hunhu hwako
Asi chii nhai ex?
Ko, kuzongoti zii, why ex?
Ndakapedzesera kukunyorera zibook ukasa-replya
Did you see my text?
Hurisei hutano, ari sei maworks?
Chinonzi chinokanganwa idemo here, axe?
Let's just be friends dze-opposite sex
Pamwe zvino-laster, let's try it first
Chenjera kuzvivhiringira life yako nekuda kubhowa ma-ex
Unenge uchapera mari nemabhanduru
Uchida kubhowa ma-ex
Ita move on (move on)
Bvunza why
Kuramba uri zii ndicho chi-guy
Ita move on (move on)
Bvunza why
Zvekufinhurana zvinozotipei nhai?
Better ubvunze ex, "Why uri zii?"
Why? Why?
Kana kumbonditiwo, "Hesi." Nhai chii?
Why? Why?
Hongu takatukana-tukana (why?)
Ndokubva tabukana-bukana (why?)
Ngatizivei tikawana mukana
Chisingaperi muhupenyu hapana
Seiko kuda kubhohwa ma-ex?
Why? Why?
Why uchida kubhowa ma-ex?
Why? Why?
Oh oh, oh
Oh oh, oh
Поcмотреть все песни артиста
Другие альбомы исполнителя