Kishore Kumar Hits

Takura - MaObama - Shabach Live Mix текст песни

Исполнитель: Takura

альбом: Stripped Era: Aux1 Live Sessions

Zvakanaka tozvidawo, that's why we're out here isu tiri kutsvaga mari
Zvakanaka tozvidawo that's why we're out here isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka-naka tozvidawo
Ndiri kushanda-shanda every hour
Ndiri kupanda-panda all day everyday
Coz Friday ndotodawo kuenda kubhawa
Ndiri kutsvaga tsvaga maObama
Coz i gotta take care of my mama
Ndiri kushandashanda all night everynight
Coz vana vangu vanoda kudyawo
Ndiri kumhanya mhanya pamushika-shika
Tryna look good kutopfeka-pfeka
Gotta pay rent Gotta stay relevant
Gotta give praise kune iye akatisika
Ko ndiani ari kuti mari haina basa?
Imi! Tsvagai mabasa!
Skiri rekuswera maka chiller pamuzinda Friday mozoti imbondi tengerawo Lager (kwete! kwete! kwete!)
Zvakanaka tozvidawo that's why we're out here isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka tozvidawo that's why we out here isu tiri kutsvaga mari
Tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama
Tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama
Tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama
Manje manje i'm gonna be a father
Mwana wangu akudawo ka mapamper(pamper)
City Council iri kudzingirira vanhu
Totoshingirira kumba ndofanira kuenda nenyama
Kwete zvekuzoti ndine munyama
Muchitaimira miracle money
Mazuva ano wotoshanda kwete zvekuswera wakangotaimira manna
Wotomhanya-mhanya pamushika-shika
Zvinorwadza-rwadza asi uchisvika
Unorohwa nenzara uchiita chisalad
Kunyara basa raunoita
Mwari anobatsira anozvi batsira
You want the good life, itozvishandira
We outchea tryna make ends meet tisazoitaka kalife kaya kaya kekukumbira (kwete! kwete!kwete!)
Zvakanaka tozvidawo, that's why we're out here, isu tirikutsvaga mari (tiri kutsvaga mari)
Zvakanaka tozvidawo that's why we out here isu tiri kutsvaga mari
Tiri kutsvaga maObama, tiri kutsvaga maObama

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель

ExQ

Исполнитель