Kishore Kumar Hits

Probeatz - Chihwande Hwande текст песни

Исполнитель: Probeatz

альбом: Twenty Five


Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Ndoda kuti ini newe tiite vana tiwande
Tigare tiri tese se bhurugwa nebhande
Usandivharira pamid sa N'golo Kante
Ndichakukandira mawaya saBaba Devante
I wanna write a story like dzefunde
Ini newe, zvimwe usafunge
Kare haagare arikare hwemufunde
Handichada kuvajaya mufunge
Haikona kutarira pasi kana ndichiuya
Haikona kutarira nyasi mudiwa usanyara
Haikona kutarira pasi kana ndichiuya
Haikona kutarira nyasi mudiwa usanyara
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande
Makore mangani uchiita chihwande hwande

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель