Kishore Kumar Hits

Probeatz - NDIMWARI текст песни

Исполнитель: Probeatz

альбом: BIGU (before i go underground)


You see the problem with the human mind is
The human mind, we move by what we see

If i look at you
I can already finish you (Mclyne anokuwachisa kunge OMO)
I look at your shoe
I look at your trouser
I look at your skin
I look at what you're driving
I look at the way you're talking
Then i can give you a title
Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona kushaura kudai
Gore rino nhamo toifemesa
Uchiona zigondora kudai
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
Pandinovarairwa
Muvengi ondizvidza
Hondo vanondirwira aaah
Mwari vanondida
Vanondi protecter
Pandinoomerwa, vanondi provider
Handimborare nenzara
Mwari makanakisa
Hamumbondi nyadzisa
Hamumbondi forsaker
Rudo rwakanyanyisaaa hee
Rudo rwakanyanyisa nyanyisaaa
Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
Rurefu, rwendo rwatafamba munesu
Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona kushaura kudai
Gore rino nhamo toifemesa
Uchiona zigondora kudai
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
Handishaure zvemakwikwi
Ndinoshaura zvePrezhaa
Mufombi nepaJivhi kunge Jah vakundi Prayzah
Dai ndisiri muimbi pamwe ndiri mhizha
Ndane nguva ndiri pano hapana need yeTape measure
I'm just tryna survive through the zhizha seShizha
Pamushando zviri pachena ndovasiya vane seizure
Ngoma rinonaka kubuda siriri
Zingoma rebanga, rinocheka sechivhiriri
Ngoma remandiriri
Ukaona zvandaona
Aiwa zvandaona zvakaoma
Aiwa zvakaoma zvandaona
Dzimwe hama dzitori paComma
Ndikucheka poverty nebanga
Iri iTarenda haasi masanga
Ngoma dziri tiii semasamba
Zvasarira imimi motamba
Uchiona zigondora kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona makwegura kudai, aiwa ndiMwari vanochengeta
Uchiona kushaura kudai
Gore rino nhamo toifemesa
Uchiona zigondora kudai
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari
NdiMwari, ndiMwari
Hakuzi kungwara kwangu ndiMwari

Поcмотреть все песни артиста

Другие альбомы исполнителя

Похожие исполнители

Ishan

Исполнитель