Real gallis noh tek weh freind gal ah dat wi nah do, Loyalty ah weh mi seh man Yo Hermish Wahm to unnuh man trioman yu hear mi now Siyaa Silent killer Siya Madhiri akadaro gara wafushira HK Mount Zion, kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa ziso (Definitely) Ndizvoo, zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song. Panenge pachitambira docta (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva First verse Ndikangozviziva takutoguma kutamba Hatikumbidzane babe, setinokumbidzana chamba Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama "Wanga uchidei pawamukumbira number?" "Ndanga ndi ndi ndi ndi..." "Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana" Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi Panenge pachitambira docta (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Second Verse Hembe yangu ndinokupa ukapfeka Asi ukabata chimoko hushamwari tocheka Mmmm Ndangoti ndikuudze mukuseka Ziso rawamutarisa naro harina kujeka Mmmm Eh ndiri Gallis, asi handitore muskana wemface wangu kwete Kana kana kumutarisa Hukama hwakadaro tohuvharisa (H.KAY) Panenge pachitambira docta (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Mount Zion Kana ndikabata muface nechimoko changu ndomubvisa Zisoo Ndizvo zvinhu zvinoparadzanisa hukama saka ndaimba this song First verse (pasted) Ndikangozviziva takutoguma kutamba Hatikumbidzane babe setinokumbidzana chamba Tamba neni kwete nechimoko ndozviramba Ukatozvingwarira ndiko kuguma kwehukama "Wanga uchidei pawamukumbira number?" "Ndanga ndi ndi ndi ndi... Mira kukakama, seyi uchida kudya zvausina kushanda Moyo wako wakasviba kunge ganda reku Ghana" Zvimwe zvese ungabate, laptop kana phone asi pa chimoko changu relax Pakawanda patakapinda sema face asi pa position pawakutambira hapasi Panenge pachitambira docta (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva Panenge pachitambira docta (siya) Tamba neni kwete nechimoko changu (siya) Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda ngazvigume muku chiva Wazviita nekusaziva, asi ndikakubata ndinongokukiya Ingave iri type yaunoda asi ndiye wandinoda, ngazvigume mukuchiva '...Siya ...Siya ...Chiva ...Nekusaziva ...Ndinongokukiya ...Ngazvigume mukuchiva The end